How are poverty and rigid gender stereotypes placing boys in Morocco at risk of sexual exploitation?  Read the full report

Maerano Netsika Ye Kushandiswa Kwevana Pabonde

by ECPAT International in 2019

Tsvakurudzo inosanginisira vana maererano nekushandiswa kwavo pabonde inokonzera kuti pave nemivhunzouyezve makakatanwa. Nharo idzi kana kuti makakatanwa aya akafanana kana pachiitwa tsvakurudzo dzinechekuita nevanhu kana kuty mapoka evanhu varipanjodzi. Asi pane imwe nguva kune mamwewo makakatanwaakongonangana nevana vakakanganiswa burikidza nekushandiswa pabonde. Gwaro iri rinopa nhungamiro pakutauriranakunoitika maererano netsika nemagariro evanhu kana vachiita tsvakurudzo idzi.

Available in: English, Shona

Stay Connected. Sign Up to Receive Updates About Our Impact on Child Sexual Exploitation